Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
U guys makutitenderedza ...nyaya yatinoda ndeya mike rute na ivy ...zvekumafuma izvo come on guys ....ep kwakutopera nenyaya yekufamu
stembie is a bestie actor for real 💞
I love her relationship nemunin'ina wake
I was actually about to say that she’s really good effortlessly acting perfectly
Rute drama queen 😂🔥🔥🔥can’t wait for next episode 🥰🥰
I hope l don't get disappointed. As am looking forward kty nhasi avatitenderedze
Ndozvatoitika... Tichapedza Nov tichingotenderera
tichasvika kuseason 10 setunga🤣🤣🤣🤣🤣but tunga kumberi
To us who like tisati taona
Vanhu vetindike mogona ku actor mhani kubva zvaita sekuti hamusi ku actor kudaro. . Aaaaa you guys you are awesome hey.
Maiguru na tete zvasangana vese vane pamuromo one day ndaona vakiyana chete vacharovana chete 😂😂but iyo yekutenga tunonaka tete vaenda kuchikoro i can relate u guys mo actor zvoitika hahahahahahahahaha. Genius.
Thanks
I can't wait to hear kuti Mike arikudei kunaStembie
Taura hako apa Mike wacho arikuita futi kunge aakuda Ivy.Zvinhu zvake hazvisi straight.
This drama is so entertaining....keep it up
Mike ngaadzokerane na Ivy ndingafare i love ivy gyz not rute anekachitsotsi mukati
Kkkk vele Rute itsotsi dzakenyaya dzakawandisa. Iyo nyaya yekuda kathat Mike will suffer.
Ritori tsotsi
Rute ane mastory story uyu ngasare anot kufrnd kunaTsano fut yooh🤷♂️🤷🏾♂️
Ivy isimbe ahangamboyenderane naMike hahah🤣 Rute naMike bhoo manje
Off course Ivy ane kausimbe hake but Rute ane kamwe kahunhu kemjolo so kkkk and don't forget Ivy promise
Ivy wakafitwa nge pregnancy
Kudhakwa zvekuKudhakwa kutopfuura Doro racho😂😂😂
Rute is on fire kkk cant wait
Keep it up team tindike.. Ririkunakidza drama renyu. We are enjoying and we love you 💞💕
Thank you
Nhasi zvirinani bt yanakidza yapera tokumbiravo ka kuti mutiwedzerei zvishoma ma minutes chere kusvika pa 25minutes zvirinani
Relationship yaTomuzela ma1 🤣🤣🤣🤣🤣,but m happy kt Mike naIvy zvakuita zvichiita
I think next inenge ichinakidza bt rute ngaafumurwe zvinakidzevo zvavanonhoramba vari pa nzvimbo nhai bt we'll done 🙏🙏
Nhai Rute Akufanira kubatwa
Thank you SPTV
Rute ngaafumurwe
Mai ivy na mai two ndongonzwa kukufarirai so. Hameno sei.💕💞Ndasuwa mai mike kuruzevha uko imbovadzosai bhichana. Na bamunini kkkkll
Well done bt maminutes plz 🙏🙏🙏
Waiting..💜
Ndanga ndichinhingirikina😂😂😂😂
keep up the good work 🔥🔥
Ndabva ndafunga Amina Chivasa.RIP my dear.......###Tunga crew you amazing
Mai Ivy kuseri kwekuseri . well connected. Mai inochena zvayo plus kugona mese zvenyu.
You guys mogona 🤗🤗🤗☝️
🔥🔥🔥🔥Kandi weiti
Rute kwese anowanikwa pretending yaRute yakaoma veduwe
Rute haaiti ndapa kutenda
😂😂😂
Keep it up guys👏
Rute akuda kutozviita bhuru hantika dai zvikabvondoka kwese nxaa
Ragara ritori bhuru
Tomuzela😅😅
Thank u guys
nhai ko weave ina Ivy in this episode inonzii
Haah paNext pane motoo
Nhai ndinemubvunzo . stecy namai vake are they related? Vanenge mai nemwana for real
kkk
Love you guys
Please ka song kaitamba pakupera kwe episode kadzosei kaiti komborera
Iyv is looking so awesome 💖💖💖
Stembii 💕💕💕💕💕💕
Ko2masong ayo anoimbwa pakutanga nepakupedzesera ndomawanasei
Mike is confused nxaaa
Mai ivy vanochena guys
Waiting
Vanhu vetindike ndipeiwo number dzaivy im her huge fan i just want one pic naye dec pandikuuya kuzim even if l have to pay pliz😊😊😊
Tibate wasvika
@@slimazprotv okay thank you😊😊😊
Rute wenyu ndakuzomufumura manje aaaah
Best series ever kukunda marara akaita sana Wadiwa wepamoyo
Rute ano actor ndatenda hangu Mmmmm
The girl is fire i tell you🔥🔥🔥Uyu anoita kuti ukeche mafeelings with her acting🙆
@@zvikomhike3872 kkkkk yah true caz ndamumaka kkkk zvotoreva kuti anogona
ndasuwa mai Mike
Murikungogona guy's l can't complain
Ivy looking nwaaaaaa
Maggie weeeeeeee
You are taking so much time pa1 scene but mukugona henyu Rute kuseri l support her
Especially pama see ana stemby arikutora time yakareba
Zvagadzirwa so on thursday all shall be well
Yes gyz bhora mberi 🔥🔥🔥 we love you
Makuita kunge Bollywood manje, ma Indians anotenderera nenyaya kusvika soap yacho yaku bore. Itii gagaga zvipere
Ah ikapera toonei nhai
shupi kakanyanya
Mike the man of moment 🔥
Makandinyima background song ere nhy

The girl is fire i tell you🔥🔥🔥
Uyu anoita kuti ukeche mafeelings with her acting🙆