LANDLORD EPISODE 4

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 мар 2025

Комментарии • 168

  • @RonaldZanamwe
    @RonaldZanamwe 11 месяцев назад +56

    Wese anoti Landlord inonakidza huyai tise musoro pamwe

  • @Digital_Ex
    @Digital_Ex 11 месяцев назад +19

    Sosora ane ma1.. Muwanisei nguva yakakwana muma episods umu..
    His questioning style is unique

  • @ShownMajangara
    @ShownMajangara 11 месяцев назад +8

    😂mazi goats 🔥♥️...@comic elder...and @frets......watching tiripa Zambia hedu 🇿🇲....lodger manyama😂.....rouya kuzotora landlord

  • @engelbertmazvidza5814
    @engelbertmazvidza5814 11 месяцев назад +13

    Sosora is a good actor zvake❤❤

  • @troyvalentinenyanahw
    @troyvalentinenyanahw 11 месяцев назад +16

    Ndini ndaita firts ku liker neku commenter siya something tone😅😅

  • @PeggyMudzimu
    @PeggyMudzimu 11 месяцев назад +6

    Elder hakuna customer ye furniture yakadai. Plus nyaya iri pa ground ndeye kuti munhu ano crosser road akuda 😂😂😂

  • @PhilipMambanje
    @PhilipMambanje 5 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 this combination is really great.. thumbs up guys

  • @LewisMberi
    @LewisMberi 11 месяцев назад +21

    Comic ndini wako uye siya like chte zvakawanda tozotaura tasangana

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx 10 месяцев назад +3

    Unoda table une chekudya😂😂😂😂😂

  • @richardsolobala7128
    @richardsolobala7128 11 месяцев назад +3

    Nice furniture, I like it

  • @TalentDewa-mm1ks
    @TalentDewa-mm1ks 11 месяцев назад +6

    Lee love you my brother ❤❤❤❤❤❤❤

  • @snowdrop_hugh
    @snowdrop_hugh 11 месяцев назад +1

    Comic goat is the real definition of comedy..the real comedian tt holds Zimbabwe..the future of comedy is now bright 😂😂❤😅

  • @theofficialcaladobeats
    @theofficialcaladobeats 10 месяцев назад

    Ku syd remurungu wangu😅😅😂😂

  • @TsitsiKarombo-i7v
    @TsitsiKarombo-i7v 11 месяцев назад +5

    Team iyi hmmmmmmm ndimi muri kupisa muma street zvazvino🎉🎉🎉🎉 Frets munotipedza stress

  • @CB34134
    @CB34134 11 месяцев назад +6

    Comic elder 💥💯

  • @beryladams3775
    @beryladams3775 11 месяцев назад +1

    Frets na Lee munondigonera...keep the good work up!

  • @tacool7113
    @tacool7113 11 месяцев назад +1

    Liking is our way of showing appreciation and support....doesn't hurt to leave a like

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 11 месяцев назад

    Thanks team,I was checking everyday for part 4 nhasi yazouya love u more😍😍😍

  • @engelbertmazvidza5814
    @engelbertmazvidza5814 11 месяцев назад +2

    Haa team iri soo kaa...I personally think you should do madrama marefu also like sarura wako rekwanaKing

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 10 месяцев назад

    Lee unokonzeresa iwe why Al the Time anhuwoyeee Aaaayaas mhayiweee ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @MacdonaldNhari
    @MacdonaldNhari 11 месяцев назад +6

    I hop baba vakadiwa nebby rekubasa

  • @thelmakashanje7863
    @thelmakashanje7863 10 месяцев назад

    Ndotenda mwari kuti frets haana kupihwa maziso mahombe couz kamuvhuriro kacho soo kaaa kkkk😂😂😂😂😂😂😂

  • @HarmonyNdirowei-x2e
    @HarmonyNdirowei-x2e 10 месяцев назад

    Comic I salute u nalandlord haaa muri vahombe😅😅😅🫡🇿🇼🔥🔥keep on raising our flag🔥

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 11 месяцев назад +1

    😂😂😂 ende leee kkkkk

  • @Netsaimoyo-dg3cb
    @Netsaimoyo-dg3cb 11 месяцев назад +2

    Kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk mazuvano camera ndoiri kupisa kaaaa Leeeeee kkkkkkkkkkk

  • @tafadzwatshuma9008
    @tafadzwatshuma9008 11 месяцев назад +1

    Security wambowona here😂

  • @KhumbulaniMacleanDube
    @KhumbulaniMacleanDube 4 месяца назад

    Ndenevani vangu vandombotora hanzi ndinomasukisa zvekuti munogona kutomashaya

  • @gondo17
    @gondo17 11 месяцев назад +1

    Team rinogonesa iri 😂, handisati ndaona skit Ra Lee rinobhowa

  • @gabrielforbes
    @gabrielforbes 11 месяцев назад +1

    utsvage imwe imba😂😂😂💔

  • @Taylor_Megx_ZW
    @Taylor_Megx_ZW 10 месяцев назад +1

    Ko Frets wanga wakuda kusekei after, "unoda table umbori nechekudya."

  • @munyaradzichipitso152
    @munyaradzichipitso152 10 месяцев назад

    Muchapedzisira matidzingisa panapa😂😂😂😂Frets muhombe

  • @kayleighkushinga6571
    @kayleighkushinga6571 11 месяцев назад +1

    Ndisinga siye frest

  • @bravechidawu2580
    @bravechidawu2580 10 месяцев назад

    Utsvage imba next month😂😂😂

  • @I_a_m_e_l_t_o_n_123
    @I_a_m_e_l_t_o_n_123 11 месяцев назад +33

    Elder's fans let's gather here😅😅😅❤

  • @TinotendaJipi
    @TinotendaJipi 10 месяцев назад

    Lee anongondinakidza soo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ScottJr39
    @ScottJr39 11 месяцев назад

    Finally fretz aona kurasika njere kaLee😂😂😂😂

  • @learnmorechinake546
    @learnmorechinake546 11 месяцев назад

    😂😂 Haa ava ndo jah prayzah na winky ve comedy

  • @CharlesTinex
    @CharlesTinex 11 месяцев назад

    😂😂😂😂😂Chibvaa kuside remurunguu wanq😂😂Frets muhombeee zvakeee

  • @rattyshoewy4568
    @rattyshoewy4568 10 месяцев назад

    😅😂😂 comic watopihwa notice ka 😅😅😅😅,bt muri kutinonokera guys 😅😅😅 sax guru 😅😅😅

  • @I_a_m_e_l_t_o_n_123
    @I_a_m_e_l_t_o_n_123 11 месяцев назад +3

    Ko camera muhuro manje 😂😂😂😂😂😂😂

  • @casey_jones4077
    @casey_jones4077 10 месяцев назад

    Ibva kuside kumurungu wangu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @unistardmg
    @unistardmg 11 месяцев назад

    Kuveza ndokwangu😂😂😂😂

  • @priviledgemunyai
    @priviledgemunyai 11 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂hanzi mnhu anocrosser akuda

  • @TsitsiKarombo-i7v
    @TsitsiKarombo-i7v 11 месяцев назад

    Ko sosora kuzo dzikama kkkk kutaurira pasi ❤

  • @BigStan-Wirie
    @BigStan-Wirie 11 месяцев назад +7

    hey bro dakuwedzerawo pama characters

  • @JamesTheKing-ul9gs
    @JamesTheKing-ul9gs 11 месяцев назад +1

    😂😂😂isu vamwe topfeka Brown Tobva TangoMatcher neTable

  • @T._INOTENDA
    @T._INOTENDA 11 месяцев назад

    😂😂Lee na Frets hatina Zera navoo🙌

  • @RudoMavunga
    @RudoMavunga 3 месяца назад

    Zvrisey sey 😂😂😂😂😂😂😂

  • @redwine2330
    @redwine2330 10 месяцев назад

    Elder pa spot 😂😂😂😂

  • @TanyaradzwaSpearz
    @TanyaradzwaSpearz 10 месяцев назад

    Hanzi kuveza ndokwangu😂😂

  • @TinotendaMuchena-us9kz
    @TinotendaMuchena-us9kz 11 месяцев назад

    Sosora pfeee❤❤❤😂😂😂😂

  • @tiffanybenesi1980
    @tiffanybenesi1980 11 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 comic kaa wane camera

  • @RememberGurure
    @RememberGurure 11 месяцев назад

    COOLNESS YA SOSORA🔥🔥🔥

  • @Nodza55
    @Nodza55 10 месяцев назад

    Who produced this song cz ndiyo inoita kuti ndizoone landlord cz kabeat kanonaka ako. Inonzichiiko song iyo

  • @KentrellDesean-ih6ge
    @KentrellDesean-ih6ge 11 месяцев назад +2

    Comic elder Ari bas bad thaner baddest

  • @NewlifeTukazi-py8br
    @NewlifeTukazi-py8br 10 месяцев назад

    😂😂😂😂 Good combination

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 10 месяцев назад

    Mukomanawekumba kikikikokokokikikokoko❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @TafadzwaNyandoro-f5b
    @TafadzwaNyandoro-f5b 6 месяцев назад

    mudhara anonzi Donzvo kkkkkkkkk

  • @TidzaDChitsa
    @TidzaDChitsa 11 месяцев назад +9

    Mukunomoka kutipa ma episode guys 😢

  • @Que-07
    @Que-07 10 месяцев назад

    Hanzi doro haridiwe😂😂😂😂😂😂

  • @byronmatukuta3419
    @byronmatukuta3419 11 месяцев назад +1

    Camera yapinda busy iyo haichabvi pamuviri ,,apa pese payasvika yototanga kushanda

  • @NdauTribe13
    @NdauTribe13 11 месяцев назад

    My favorite 😂😂🙌🏿

  • @EvelynMufumi
    @EvelynMufumi 10 месяцев назад

    camera irikupisa photographer 😂😂😂

  • @andrewgona4912
    @andrewgona4912 10 месяцев назад

    So this one is a spill off from kuroja right

  • @beckynhepera9380
    @beckynhepera9380 8 месяцев назад

    Ndi Frets here uyi

  • @alicezimano-vc5ry
    @alicezimano-vc5ry 11 месяцев назад +1

    Ndini nani taona comic elder vachida kuseka

  • @Nobertchatindo
    @Nobertchatindo 11 месяцев назад +2

    Kkkk camera yapinda busy naelder

  • @theeSonofGrace
    @theeSonofGrace 11 месяцев назад

    Ini zvangu ndamirira series yaElder anebhebhi😂😂😂😂

  • @Marshal320
    @Marshal320 11 месяцев назад

    Ibva kuside kwemurungu wangu unondimakisa😂

  • @thegrimreaper712
    @thegrimreaper712 11 месяцев назад +1

    Sosora is underrated

  • @trinitytrinitynyamaropa633
    @trinitytrinitynyamaropa633 10 месяцев назад

    Comic anenge achingoganhira😂😂😂😂

  • @Sicino-fq5zb
    @Sicino-fq5zb 10 месяцев назад

    Haaa iye akazopa lee camera mwari ave naye

  • @Dorak991
    @Dorak991 11 месяцев назад

    😂hahaha, asi comic elder ka.

  • @brinemakuwaza3789
    @brinemakuwaza3789 11 месяцев назад

    Hanzi ndoshanda kuHarare gardens😅😂

  • @ralphchimbaira1755
    @ralphchimbaira1755 10 месяцев назад

    Chikwekwe chaicho kkkkkkkkk

  • @levertynazare5411
    @levertynazare5411 11 месяцев назад

    I'm happy guys. Keep it up. Ko mangamuripi?

  • @Kingsley_Tadiwa-978.
    @Kingsley_Tadiwa-978. 9 месяцев назад

    "pane mudhara uyu ane suit yecream"😂😂😂

  • @tingzentertainment9157
    @tingzentertainment9157 11 месяцев назад

    Kana pane vanhu vanondipedzera data ndimi boys imimi💔😂

  • @_dior_puppy
    @_dior_puppy 11 месяцев назад +1

    naaah lee tikuda behind the scenes 😂😂

  • @PanasheMakosa-he7nr
    @PanasheMakosa-he7nr 10 месяцев назад

    Sosora anogona 🎉

  • @BrightonMunyame-xk8ds
    @BrightonMunyame-xk8ds 11 месяцев назад +3

    Unoda table unechekudya

  • @richardgomo6059
    @richardgomo6059 11 месяцев назад +1

    Munongoti mukomana wekumba 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @rudokaramba1127
    @rudokaramba1127 11 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂 Lee sarenda

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 10 месяцев назад

    I Love these Team bhozvekuti ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @rolandsalem2020
    @rolandsalem2020 10 месяцев назад

    Wamakiswa nhasi aaaa

  • @jeremiahmwashita8994
    @jeremiahmwashita8994 11 месяцев назад

    hanzi inoda isu topfeka brown cofee table ahhh

  • @Biganeworldwide
    @Biganeworldwide 11 месяцев назад

    Mukugona but problem ndeyekuti ma episode mukumaita madiki plus kunonoka kupakura

  • @lastfambisayi4848
    @lastfambisayi4848 10 месяцев назад

    Unoda table umbori nechekudya?

  • @MikeMajo-k3b
    @MikeMajo-k3b 11 месяцев назад

    Apa magona musamire😂😂😂😂

  • @honestmadzore6187
    @honestmadzore6187 11 месяцев назад

    Haisi customer iyi 😅😅😅

  • @lewaz08
    @lewaz08 10 месяцев назад +1

    amana manyanya kutipa ma adverts

  • @TaropafadzwaNyakudya
    @TaropafadzwaNyakudya 10 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 nhas ndaseka nhas

  • @munashegoteka7703
    @munashegoteka7703 11 месяцев назад

    mukomana wekumba😂

  • @kayleighkushinga6571
    @kayleighkushinga6571 11 месяцев назад

    Kkkkk sazita lee

  • @samsonraseko358
    @samsonraseko358 11 месяцев назад +1

    Munhu ano crosser akuda 😂😂😂😂😂

  • @BrightonMakomo
    @BrightonMakomo 10 месяцев назад

    Lee muhombe but anobhowa ukasangana naye anovhaira

  • @martysholaz8029
    @martysholaz8029 10 месяцев назад

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉Chopisa ichi

  • @lecco907
    @lecco907 10 месяцев назад

    Lee wapihwa notice shaa

  • @agnessmakuvise4556
    @agnessmakuvise4556 11 месяцев назад +1

    First here

  • @redwine2330
    @redwine2330 10 месяцев назад

    Ko makutotora ma pics futi 😂😂😂😂😂